Chiaramu - Wikipedia
Svetuka kuchirochemo
Kubva Wikipedia
Chiaramu
(kureva
Aramaic
) kana
Chiarameiki
mutauro we Chishemu (kana Chisemiti) wakarongwa kunzi uri pakati pe
mitauro ye Chiafurika-Ezhiya
senge
Chihebheru
ne mimwe wo mitauro.
Wakabva kushandiswa kubva makore 3,000 kare kwose. Waive mutauro waishandiswa na Yesu uye na
Majuta
emunguva yake.
Zvikamu zvishoma zve
bhaibheri
zvakanyorwa mururimi urwu, Chiaramu chikaita mutauro we
chihofisi
we
Ubwami hwe Perusiya
Mushure ma
Arekisondira muKuru (
kana
Iskandara muKuru)
, vatauri veChiaramu vakatongwa nevugariro hwe
Vagiriki
. Mumaguta makuru
Chigiriki
ndicho chaive mutauro we
chimodza
. Mushure mekutandira kwe
Ukristu
mutauro uwu wakaenderera ukatangakuzivikanwa pa
unjee
se
Chisurya
Kunyangwe mushure mekutandira kwe
Uyisalama
(kana
Yisalama, Chisalama
), Chisurya chakaramba chichitaravara uye man'wadhi mazhinji akanyorwa nemutauro uyu. Asizvo, neufambe, vatuari veChisurya vazhinji vakatanga kushandisa
Chiarabhu
, kunyanya vaye vakashandura
chitendero
kuita
Uyisalama
Asihazvo, 445,000 vanhu nanhasi vachiri kuchishandisa, kunyanya mu
Surya (Siriya)
Iraki
, uye
Turuki
, vahobho vawo vachiri Vakristu.
Mashoko ashandiswa
chinjirudza
chinjirudza mabviro
kutaravara
- (
to expand; expanding
vugariro
civilisation
),
vuugariro
civilised
Mabviro eruzivo
chinjirudza
chinjirudza mabviro
sw:wiki
Nyukura kubva ku "
Mipanguro
Chiaramu
Mbeu dze mutauro
Mitauro ye Ezhiya
Mitauro ya Surya (Siriya)
Mitauro ye Iraki
Mitauro ya Turuki
Bhaibheri
Mitauro ye Chiafurika-Ezhiya
Chiaramu
Wedzera nhauro
US